Mashoko Emuzasi
d Bhuku rinonzi Israel in Egypt rinoti: “Pfungwa yose yokuti Mosesi akarerwa mumuzinda wamambo weIjipiti inenge ngano. Asi kunyatsoongorora muzinda wamambo munguva inenge ya1550 kusvika muna 1070 B.C.E. kunoratidza zvakasiyana. Thutmose III . . . akatanga muitiro wokuunza kuIjipiti vanakomana vemadzimambo ainge akundwa okumadokero kweAsia kuti vadzidziswe tsika dzechiIjipiti . . . Saka, vanakomana nevanasikana vemadzimambo edzimwe nyika vaiwanika zvikuru mumuzinda wamambo weIjipiti.”