RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

c Zvinoreva zita iri mumutauro warakabva inhau ichiri kuitiranwa nharo nenyanzvi. MuchiHebheru, Mosesi zvinoreva kuti “Kunyururwa; Kununurwa Mumvura.” Munyori wenhau dzakaitika Flavius Josephus akati zita rokuti Mosesi rakabva pamashoko maviri echiIjipiti anoreva “mvura” uye “kununurwa.” Nhasi, dzimwe nyanzvi dzinodavirawo kuti zita rokuti Mosesi nderechiIjipiti asi dzinofunga kuti pamwe rinoreva “Mwanakomana.” Zvisinei, pfungwa iyi, inobva pamataurirwo akafanana anoitwa shoko rokuti “Mosesi” nemamwe mazita echiIjipiti. Sezvo pasina munhu anonyatsoziva mataurirwo aiitwa chiHebheru kana chiIjipiti chekare, dzidziso dzakadaro ndedzokufungidzira.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe