Mashoko Emuzasi
c Vanachiremba vanotaura kuti kuchinja kumwe nokumwe kunogona kugara kwemwedzi yakawanda. Zvisinei, vanoti vamwe “vanochinja-chinja nokukurumidza” vanochinja kubva pakuora mwoyo vachienda pakufara zvokudarikidza kazhinji pagore. Nedzimwe nguva dziri kure, vane dambudziko iri vanochinja-chinja kubva pakufara zvokudarikidza kuenda pakuora mwoyo kwakakomba mumaawa 24.