Mashoko Emuzasi
b Ona nyaya inoti “Vechiduku Vanobvunza Kuti . . . Kubereka Vana—Kunoita Kuti Munhu Anzi Murume Here?” mumagazini yeMukai! yaMay 8, 2000. Nokuda kwokukurukurwa kwemigumisiro yokuva amai vasina kuchata pavakadzi vechiduku, ona nyaya inoti “Vechiduku Vanobvunza Kuti . . . Umai Husina Muchato—Hungaitika Kwandiri Here? mumagazini yeMukai Nha. 1, 1986.