Mashoko Emuzasi
c Mutoro wakafanana wakacherekedzwawo munguva dzazvino uno. Havasati vari vagari vemo vose vechiNazi muGermany vakabatanidzwa zvakananga muutsinye. Kunyanguvezvo, Germany yakaziva mutoro wenzanga uye nokuzvidira yakasarudza kudzivirira vanyajambwa vechitambudzo chechiNazi.