VaRoma 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndakugadza kuti uve baba vemarudzi mazhinji.”)+ Izvi zvakanga zviri pamberi paIye waaitenda, paiye Mwari, anoita kuti vakafa vave vapenyu+ uye anoshevedza zvinhu zvisipo sokunge kuti zviripo.+
17 sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndakugadza kuti uve baba vemarudzi mazhinji.”)+ Izvi zvakanga zviri pamberi paIye waaitenda, paiye Mwari, anoita kuti vakafa vave vapenyu+ uye anoshevedza zvinhu zvisipo sokunge kuti zviripo.+