Jeremiya 31:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Uchatsaukira uko nokoko kusvikira rini,+ haiwa iwe mwanasikana asina kutendeka?+ Nokuti Jehovha asika chinhu chitsva panyika: Munhukadziwo zvake achauya pedyo pedyo nomurume omukomba.”
22 Uchatsaukira uko nokoko kusvikira rini,+ haiwa iwe mwanasikana asina kutendeka?+ Nokuti Jehovha asika chinhu chitsva panyika: Munhukadziwo zvake achauya pedyo pedyo nomurume omukomba.”