2 Madzimambo 9:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Jehoramu akabva adzosa ngoro nemaoko ake kuti atize, akati kuna Ahaziya: “Ahaziya, tanyengerwa!”+