2 Samueri 24:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Dhavhidhi akati kuna Gadhi: “Zviri kunditambudza kwazvo. Ndapota, regai tiwire hedu muruoko rwaJehovha,+ nokuti ngoni dzake izhinji;+ asi musandirega ndichiwira muruoko rwomunhu.”+
14 Naizvozvo Dhavhidhi akati kuna Gadhi: “Zviri kunditambudza kwazvo. Ndapota, regai tiwire hedu muruoko rwaJehovha,+ nokuti ngoni dzake izhinji;+ asi musandirega ndichiwira muruoko rwomunhu.”+