2 Samueri 20:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Joabhi aitarisira uto rose+ raIsraeri; uye Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha+ aitarisira vaKereti+ nevaPereti.+
23 Joabhi aitarisira uto rose+ raIsraeri; uye Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha+ aitarisira vaKereti+ nevaPereti.+