2 Samueri 20:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino rimwe remajaya aJoabhi rakamira pedyo naye rikaramba richiti: “Munhu wose anofarira Joabhi uye munhu wose waDhavhidhi,+ ngaatevere Joabhi!”
11 Zvino rimwe remajaya aJoabhi rakamira pedyo naye rikaramba richiti: “Munhu wose anofarira Joabhi uye munhu wose waDhavhidhi,+ ngaatevere Joabhi!”