2 Samueri 20:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Joabhi akati kuna Amasa: “Unofara here, hama yangu?”+ Ruoko rworudyi rwaJoabhi rwakabva rwabata ndebvu dzaAmasa kuti amutsvode.+
9 Joabhi akati kuna Amasa: “Unofara here, hama yangu?”+ Ruoko rworudyi rwaJoabhi rwakabva rwabata ndebvu dzaAmasa kuti amutsvode.+