-
2 Samueri 18:33Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
33 Mambo akabva anetseka, akakwira kuimba yepadenga+ yaiva pamusoro pegedhi, akasvimha misodzi; uye akafamba achiti: “Mwanakomana wangu Absaromu, mwanakomana wangu kani, mwanakomana wangu+ Absaromu! Haiwa, kudai ini ndanga ndafa, panzvimbo pako iwe, Absaromu mwanakomana wangu, mwanakomana wangu kani!”+
-