2 Samueri 18:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki akati: “Ndapota, regai ndimhanye, ndinoudza mambo mashoko acho, nokuti Jehovha amutongera kuti amusunungure paruoko rwevanomuvenga.”+
19 Zvino Ahimaazi+ mwanakomana waZadhoki akati: “Ndapota, regai ndimhanye, ndinoudza mambo mashoko acho, nokuti Jehovha amutongera kuti amusunungure paruoko rwevanomuvenga.”+