2 Samueri 13:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi mambo akati kuna Absaromu: “Aiwa, mwanakomana wangu! Ndapota, usaita kuti tose tiende, kuti tirege kukuremedza.” Kunyange zvazvo akaramba achimukurudzira,+ iye akaramba kuenda naye asi akamukomborera.+
25 Asi mambo akati kuna Absaromu: “Aiwa, mwanakomana wangu! Ndapota, usaita kuti tose tiende, kuti tirege kukuremedza.” Kunyange zvazvo akaramba achimukurudzira,+ iye akaramba kuenda naye asi akamukomborera.+