2 Samueri 12:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Dhavhidhi akatanga kutsvaka Mwari wechokwadi achiitira mukomana wacho, Dhavhidhi akatsanya kwazvo,+ akapinda, akapedza usiku hwose akarara pasi.+
16 Dhavhidhi akatanga kutsvaka Mwari wechokwadi achiitira mukomana wacho, Dhavhidhi akatsanya kwazvo,+ akapinda, akapedza usiku hwose akarara pasi.+