2 Samueri 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Wakazvidzirei shoko raJehovha nokuita zvakaipa+ pamberi pake? Wakauraya Uriya muHiti nebakatwa,+ wakatora mudzimai wake kuti ave mudzimai wako,+ uye iye wakamuuraya nebakatwa revanakomana vaAmoni.
9 Wakazvidzirei shoko raJehovha nokuita zvakaipa+ pamberi pake? Wakauraya Uriya muHiti nebakatwa,+ wakatora mudzimai wake kuti ave mudzimai wako,+ uye iye wakamuuraya nebakatwa revanakomana vaAmoni.