2 Samueri 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino Jehovha akatuma Natani+ kuna Dhavhidhi. Naizvozvo akapinda maaiva,+ akati kwaari: “Kwaiva nevarume vaviri vaiva muguta rimwe chete, mumwe mupfumi uye mumwe wacho murombo. 2 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:1 Nharireyomurindi,5/1/2010, p. 30
12 Zvino Jehovha akatuma Natani+ kuna Dhavhidhi. Naizvozvo akapinda maaiva,+ akati kwaari: “Kwaiva nevarume vaviri vaiva muguta rimwe chete, mumwe mupfumi uye mumwe wacho murombo.