2 Samueri 10:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Dhavhidhi paakazviudzwa, akabva aunganidza vaIsraeri vose, akayambuka Jodhani, akasvika kuHeramu. Zvino vaSiriya vakagadzirira kuti vasangane naDhavhidhi, vakatanga kurwisana naye.+
17 Dhavhidhi paakazviudzwa, akabva aunganidza vaIsraeri vose, akayambuka Jodhani, akasvika kuHeramu. Zvino vaSiriya vakagadzirira kuti vasangane naDhavhidhi, vakatanga kurwisana naye.+