2 Samueri 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Iye akati: “Kana vaSiriya vakandikunda, iwe undiponese; asi kana vanakomana vaAmoni vakakukunda, ndichauyawo kuzokuponesa.+
11 Iye akati: “Kana vaSiriya vakandikunda, iwe undiponese; asi kana vanakomana vaAmoni vakakukunda, ndichauyawo kuzokuponesa.+