2 Samueri 7:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ndokusaka muri mukuru,+ haiwa Changamire Ishe Jehovha; nokuti hakuna mumwe akaita semi,+ uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu+ pakati pavose vatakanzwa nezvavo nenzeve dzedu.
22 Ndokusaka muri mukuru,+ haiwa Changamire Ishe Jehovha; nokuti hakuna mumwe akaita semi,+ uye hakuna mumwe Mwari kunze kwenyu+ pakati pavose vatakanzwa nezvavo nenzeve dzedu.