2 Samueri 7:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 kubvira pazuva randakarayira vatongi+ kuti vatarisire vanhu vangu vaIsraeri; ndichakuzorodza pavavengi vako vose.+ “‘“Jehovha akuudza kuti Jehovha achakugadzirira imba.+
11 kubvira pazuva randakarayira vatongi+ kuti vatarisire vanhu vangu vaIsraeri; ndichakuzorodza pavavengi vako vose.+ “‘“Jehovha akuudza kuti Jehovha achakugadzirira imba.+