2 Samueri 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Imi makomo eGiribhoa,+ dova nemvura ngazvirege kuva pamusoro penyu, uye minda yemipiro mitsvene ngairege kuvapowo;+Nokuti nhoo yevane simba yakasvibiswa ipapo,Iyo nhoo yaSauro, zvokuti hapana yakazodzwa nemafuta.+
21 Imi makomo eGiribhoa,+ dova nemvura ngazvirege kuva pamusoro penyu, uye minda yemipiro mitsvene ngairege kuvapowo;+Nokuti nhoo yevane simba yakasvibiswa ipapo,Iyo nhoo yaSauro, zvokuti hapana yakazodzwa nemafuta.+