Vatongi 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Vanakomana vaDhani vakati kwaari: “Usaita kuti inzwi rako rinzwike pedyo nesu, kuti varume vane mweya iri kushungurudzika+ varege kukurwisai, ukarasikirwa nomweya wako nemweya yeimba yako.”
25 Vanakomana vaDhani vakati kwaari: “Usaita kuti inzwi rako rinzwike pedyo nesu, kuti varume vane mweya iri kushungurudzika+ varege kukurwisai, ukarasikirwa nomweya wako nemweya yeimba yako.”