Vatongi 18:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ivo vakati: “Simukai, handei tinorwa navo; nokuti takaona nyika yacho, uye yakanaka kwazvo.+ Asi muri kuzengurira. Musava nousimbe hwokufamba kuti mupinde muite kuti nyika yacho ive yenyu.+
9 Ivo vakati: “Simukai, handei tinorwa navo; nokuti takaona nyika yacho, uye yakanaka kwazvo.+ Asi muri kuzengurira. Musava nousimbe hwokufamba kuti mupinde muite kuti nyika yacho ive yenyu.+