Vatongi 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Shamwari yake yakapindura+ kuti: “Hapana chimwe kunze kwebakatwa raGidhiyoni+ mwanakomana waJoashi, murume wokwaIsraeri. Mwari wechokwadi+ aisa Midhiyani nomusasa wose muruoko rwake.”+
14 Shamwari yake yakapindura+ kuti: “Hapana chimwe kunze kwebakatwa raGidhiyoni+ mwanakomana waJoashi, murume wokwaIsraeri. Mwari wechokwadi+ aisa Midhiyani nomusasa wose muruoko rwake.”+