Vatongi 7:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Teerera zvavachataura,+ pashure pacho maoko ako achava nesimba,+ uye uchaburukira kumusasa wacho.” Iye naPura mushandi wake vakabva vaburukira kumucheto kwevaya vakanga vakagadzirira kurwa vaiva mumusasa.
11 Teerera zvavachataura,+ pashure pacho maoko ako achava nesimba,+ uye uchaburukira kumusasa wacho.” Iye naPura mushandi wake vakabva vaburukira kumucheto kwevaya vakanga vakagadzirira kurwa vaiva mumusasa.