Vatongi 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo vakatora mbuva dzevanhu vacho mumaoko avo, nehwamanda+ dzavo, akaendesa varume vose vaIsraeri mumwe nomumwe kumba kwake; uye akaramba aine varume mazana matatu. Kana uri musasa waMidhiyani, wakanga uri pasi pake mubani.+
8 Naizvozvo vakatora mbuva dzevanhu vacho mumaoko avo, nehwamanda+ dzavo, akaendesa varume vose vaIsraeri mumwe nomumwe kumba kwake; uye akaramba aine varume mazana matatu. Kana uri musasa waMidhiyani, wakanga uri pasi pake mubani.+