Vatongi 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Jehovha akati kuna Gidhiyoni: “Ndichakuponesai uye ndichaisa Midhiyani muruoko rwenyu,+ ndichishandisa varume mazana matatu vaita zvokukapa. Vamwe vanhu vose, ngavaende mumwe nomumwe kunzvimbo yake.”
7 Zvino Jehovha akati kuna Gidhiyoni: “Ndichakuponesai uye ndichaisa Midhiyani muruoko rwenyu,+ ndichishandisa varume mazana matatu vaita zvokukapa. Vamwe vanhu vose, ngavaende mumwe nomumwe kunzvimbo yake.”