Vatongi 7:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo akaita kuti vanhu vacho vaburukire kumvura.+ Jehovha akabva ati kuna Gidhiyoni: “Munhu wose anokapa mvura norurimi rwake sokukapa kunoita imbwa, uchamuisa pake oga, ndizvo zvauchaitawo nomunhu wose anopfugama nemabvi ake kuti anwe.”+
5 Naizvozvo akaita kuti vanhu vacho vaburukire kumvura.+ Jehovha akabva ati kuna Gidhiyoni: “Munhu wose anokapa mvura norurimi rwake sokukapa kunoita imbwa, uchamuisa pake oga, ndizvo zvauchaitawo nomunhu wose anopfugama nemabvi ake kuti anwe.”+