Vatongi 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino Jehovha akati kuna Gidhiyoni: “Vanhu vauinavo vakawandisa kuti ndiise Midhiyani muruoko rwavo.+ Zvichida Israeri angazvikudza+ pamberi pangu, achiti, ‘Ruoko rwangu ndirwo rwakandiponesa.’+ Vatongi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:2 Nharireyomurindi,1/15/2005, pp. 25-26
2 Zvino Jehovha akati kuna Gidhiyoni: “Vanhu vauinavo vakawandisa kuti ndiise Midhiyani muruoko rwavo.+ Zvichida Israeri angazvikudza+ pamberi pangu, achiti, ‘Ruoko rwangu ndirwo rwakandiponesa.’+