Dheuteronomi 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndapota, ndibvumirei henyu kuti ndiyambuke, ndione nyika yakanaka+ iri mhiri kwaJodhani, nharaunda iyi yakanaka ine makomo+ pamwe chete neRebhanoni.’+
25 Ndapota, ndibvumirei henyu kuti ndiyambuke, ndione nyika yakanaka+ iri mhiri kwaJodhani, nharaunda iyi yakanaka ine makomo+ pamwe chete neRebhanoni.’+