Muparidzi 6:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Chinhu chese chiripo chagara chakapiwa zita, uye zvinozivikanwa kuti munhu chii; uye haagoni kuitisana nharo neuya* ane simba kumupfuura.
10 Chinhu chese chiripo chagara chakapiwa zita, uye zvinozivikanwa kuti munhu chii; uye haagoni kuitisana nharo neuya* ane simba kumupfuura.