-
Revhitiko 25:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Asi mugore rechinomwe, panofanira kuitwa sabata rekuzorora zvakakwana renyika, sabata rinoitirwa Jehovha. Haufaniri kudyara mbeu mumunda mako kana kuchekerera munda wako wemizambiringa.
-