RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwbq nyaya 10
  • Zita raMwari ndiJesu Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zita raMwari ndiJesu Here?
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mhinduro yeBhaibheri
  • NezvaMwari Wechokwadi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Unofanira Kunyengetera kuna Jesu Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Jesu Kristu Ndiani?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Zita raMwari
    Mukai!—2017
Ona Zvimwe
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
ijwbq nyaya 10
Jesu achinyengetera

Zita raMwari ndiJesu Here?

Mhinduro yeBhaibheri

Jesu pachake aizviti “Mwanakomana waMwari.” (Johani 10:​36; 11:4) Jesu haana kumbozviti ndiMwari Wemasimbaose.

Jesu aitonyengetera kuna Mwari. (Mateu 26:​39) Uye paaidzidzisa vateverei vake kunyengetera, Jesu akati: “Baba vedu vari kumatenga, zita renyu ngaritsveneswe.”​—Mateu 6:9.

Jesu akataura zita raMwari paakataura mashoko akanga ari mune imwe ndima yeMagwaro ekare yaiti: “Inzwa, haiwa iwe Israeri, Jehovha Mwari wedu ndiJehovha mumwe chete.”​—Mako 12:​29; Dheuteronomio 6:4.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe