RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w23 September p. 32
  • Zvaungaita Pakutsvakurudza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvaungaita Pakutsvakurudza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mabasa Ekuita Evana
  • Shandisa jw.org Muushumiri​—“Iva Shamwari yaJehovha”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Shandisa Nzvimbo Yedu yepaIndaneti Pakudzidzisa Vana Vako
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Tsvaga Mazano Anobatsira Muupenyu paJW.ORG
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Vanhu Vachiri Kuremekedzana Mumhuri Here?
    Mukai!—2024
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
w23 September p. 32

Zvaungaita Pakutsvakurudza

Mabasa Ekuita Evana

Vabereki vane basa rakakura rekudzidzisa vana vavo nezvaJehovha. (VaEf. 6:4) Sangano raJehovha rakabudisa zvinhu zvakawanda kuti ribatsire vabereki. Mungashandisa sei zvinhu izvozvo kuti mudzidzise vana venyu?

  • Tsvagai zvinhu zvacho. JW.ORG ine zvinhu zvese zvakabudiswa zvine chekuita nevechidiki, kusanganisira mavhidhiyo uye zvimwe zvekuti vanokwanisa kunyora.a Kuti muwane zvinhu izvi nyorai kuti “Vana” kana kuti “Vari Kuyaruka” pakabhokisi kakanzi tsvaga.

  • Sarudzai zvakanyanya kunakira mwana wenyu. Zvinobudiswa pachikamu chakanzi “Vana” zvinogona kukubatsirai kusarudza zvinhu zvinonyatsobatsira mwana wenyu. Kuti muwane zvinhu izvi, tsvagai pakanzi “Zvokuita Pakunamata Kwemhuri.”

  • Wanai nguva yekukurukura zvinhu izvi nevana venyu. Musashandisa mavhidhiyo edu uye zvimwe zvinogona kuprindwa kuti mwana wenyu angowana chinomuvaraidza. Pane kudaro, kurukurai zvinhu izvozvo nemwana wenyu uye mubatsirei kuti asimbise ushamwari hwake naJehovha.

a Pari zvino JW Library® ine mavhidhiyo ese anotaura nezvevechidiki asi ine mapeji mashoma anogona kuita zvekunyorwa kana kudhirowa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe