RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 10
  • “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Mufaro waJehovha Inhare Yedu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Mufaro waJehovha
    Imbirai Jehovha
  • “Mufaro waJehovha”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ratidza Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha Paunosarudza Shamwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 10
Ezra akabata mupumburu achirumbidza Jehovha pamberi pevanhu.

Ezra achiverengera vanhu Mutemo uye achirumbidza Jehovha

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”

Vanhu vakaungana kuti vanzwe Ezra achiverenga Mutemo (Ne 8:1, 2; w13 10/15 21 ¶2; ona mufananidzo uri pakavha)

Iyi yaifanira kuva nguva yekufara vachinamata Jehovha, kwete yekuchema nemhaka yezvivi zvavakanga vaita kare (Ne 8:9, 11, 12)

Mufaro waJehovha inhare inodzivirira vanhu vake (Ne 8:10; w07 7/15 22 ¶9-10)

Murume nemudzimai vechidiki vari kutaura nemumwe murume nemudzimai vechikuru pagungano remunharaunda.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Kunyange zvazvo ndiine matambudziko andiinawo, zvinhu zvipi zvinofanira kuita kuti ndifare?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe