RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/98 p. 2
  • Mashoko oUshe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko oUshe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1995
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
km 4/98 p. 2

Mashoko oUshe

Benin: Kwaiva navaparidzi 5 331 vakashuma muna November, uye ichocho chaiva chiverengero chapamusoro chavaparidzi chechi59 chinotevedzana.

Cyprus: Wedzero ye2 muzana mukati maNovember yakaunza chiverengero chapamusoro chitsva chevaparidzi 1 758. Kwaivawo nechiverengero chapamusoro chitsva mumapiyona enguva dzose, ne136 vakashuma.

India: Fambiro mberi yakaisvonaka mubasa rokuparidza yakaonekwa muna November apo vaparidzi 18 077 vakashuma basa romumunda. Ichochi chaiva chiverengero chapamusoro chechi39 chinotevedzana.

Liberia: Chiverengero chapamusoro chenguva dzose chavaparidzi 2 120 chakashuma basa romumunda muna November.

Solomon Islands: Chiverengero chapamusoro chitsva chavaparidzi chakasvikwa, ne1 393 vakashuma muna November.

Taiwan: Avhareji yavaparidzi kusvika panguva ino gore rino rebasa i3 516, uye iyoyo inomirira wedzero ye6 muzana kupfuura gore rapfuura.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe