RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CA-brpgm21 p. 4
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  • Purogiramu Yegungano Redunhu ra2020-2021​—Nemumiririri Webazi
  • Mashoko Akafanana
  • Wana Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu Yegungano Redunhu ra2020-2021—Nemutariri Wedunhu
  • Mufaro Unobva Kuna Mwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2023-2024
  • Kufara Wakabatikana Mubasa raMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Redunhu ra2020-2021​—Nemumiririri Webazi
CA-brpgm21 p. 4

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi:

  1. 1. Zvinhu zvipi zvitatu zvatinoitirwa naJehovha zvinoita kuti tifare? (Pis 32:1-10)

  2. 2. Zvii zvatingaita kuti tifare iye zvino? (Pis 5:11, 12; 91:14)

  3. 3. Tingaramba sei tichifara muushumiri pasinei nematambudziko? (Mab 13:50-52; VaR 5:3-5)

  4. 4. Tingaita sei kuti ‘tisaremerwa’ uye tisarasikirwa nemufaro wedu? (Ruka 21:34)

  5. 5. Jehovha anoita sei kuti tifare? (Pis 92:4, 5)

  6. 6. Chii chichatibatsira kuti tiite kuti Jehovha agare ari pamberi pedu? (VaR 1:20; Dhe 6:6-9; VaF 4:6; Pis. 16:3)

© 2020 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe