RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 78
  • Mwoyo Murefu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mwoyo Murefu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Ivai Nemwoyo Murefu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • ‘Pfekai Mwoyo Murefu’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Jehovha ndiMwari Ane Mwoyo Murefu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Iva Nomwoyo Murefu Kuna Vose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 78

Rwiyo 78

Mwoyo Murefu

Rakaprindwa

(VaGaratiya 5:22)

1. Zita rake Jehovha,

Anorishingairira

Kuti arichenese

Pakutukwa kwaro kwose.

Kwezvizvarwa zvizhinji,

Akatsungirirawo;

Mwoyo murefu wake,

Hauna kupera.

Anoda kuponesa

Vanhu vemarudzi ose.

Mwoyo murefu wake

Uchava nezvibereko.

2. Toda mwoyo murefu

Tigorambira mugwara.

Unotidzikamisa,

Kuti tisaita hasha.

Hatizotsvaki zvinhu

Zvakaipa muvamwe.

Unotidzikamisa

Patinonetseka.

Mwoyo murefu uyu

Nezvimwewo zvibereko,

Uchatibatsirawo

Kutevedzera Jehovha.

(Onawo Eks. 34:14; Isa. 40:28; 1 VaK. 13:4, 7; 1 Tim. 2:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe