RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 59
  • Takazvitsaurira Kuna Mwari!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Takazvitsaurira Kuna Mwari!
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Takazvitsaurira Kuna Mwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Takazvitsaurira Kuna Mwari!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 59

Rwiyo 59

Takazvitsaurira Kuna Mwari!

Rakaprindwa

(Mateu 16:24)

1. Jehovha akatiita kuti tive

Vateveri vaJesu Kristu.

Pachigaro chaMwari

Pari kubva chokwadi.

Kutenda kwawedzera.

Takabvuma kuzviramba.

(KORASI)

Takazvitsaurira kwaari tichida.

Tinofarira iye naJesu.

2. Tonyengetera kuna Jehovha kuti

Tichamushumira narini.

Izvi zvinotifadza.

Tinozviudza vamwe,

Zvatine zita rake,

Tichazivisa Umambo.

(KORASI)

Takazvitsaurira kwaari tichida.

Tinofarira iye naJesu.

(Onawo Pis. 43:3; 107:22; Joh. 6:44.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe