RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 39
  • Rugare Rwedu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rugare Rwedu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Rugare Rwedu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuva Kwedu Norugare
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Rugare rwaMwari” Ngarurinde Mwoyo Wenyu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Rugare Rwechokwadi—Rwunobva Mumanyukoi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 39

Rwiyo 39

Rugare Rwedu

Rakaprindwa

(Johani 14:27)

1. Rumbidzai Jehovha;

Ndewerugare.

Achagumisa hondo,

Vanhu vonzwana.

Mwanakomana wake

Ndewerugare.

Achakunda, pozova

Norunyararo.

2. Kutaura nehasha

Tasiya shure;

Mapfumo nemapanga

Zvovamapadza.

Tichida zvorugare,

Tikanganwire.

Samakwai aJesu

Tide rugare.

3. Ngative nechibereko

Chorugare.

Tinyengeterere kuti

Tive narwo,

Tova norunyararo

Mazuva ose,

Kusvika Umambo

Hwaunza rugare.

(Onawo Pis. 46:9; Isa. 2:4; Jak. 3:17, 18.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe