Sumo
Mazuva ano kwava nezvirwere zvakawanda zvinouraya. Unofunga kuti zvii zvatingaita kuti tizvidzivirire?
Shoko raMwari rinoti: “Munhu ane njere anoona dambudziko ovanda.”—Zvirevo 22:3.
Magazini iyi inotaura zvinhu zvatinogona kuita kuti tizvidzivirire.