Zviri Mukati
July 8, 2004
Kutarisana Nezvinetso Zvokuyaruka
Zvinoitika pakuyaruka zvakarondedzerwa so“kufamba patambo yakakwirira asi pasina chinokugama.” Kungaitwa sei zvinobudirira?
3 Mufaro Nezvinetso Zvokuyaruka
4 ‘Chii Chiri Kuitika Kwandiri?’
11 Kudavira Muna Mwari Kunopikisana Nesayenzi Here?
13 Chinoita Kuti Mamwe Masayendisiti Adavire Muna Mwari
Ndingaita Sei Kuti Mukomana Wangu Asandibata Zvakaipa? 21
Ungaita sei kana ukaona wave kudanana nomunhu anokutuka kana kuti kunyange kukurova?
Doro—Nyaya Yechinwiwa Chakatsvukirira 28
Vanhu vave vachibika doro kwezviuru zvemakore. Dzidza nhoroondo yaro inonakidza.