RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 2004-2005
  • A7-A Upenyu hwaJesu Panyika—Kusvika Panotanga Ushumiri hwaJesu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • A7-A Upenyu hwaJesu Panyika—Kusvika Panotanga Ushumiri hwaJesu
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Zviitiko Zvemumabhuku Mana eEvhangeri Zvakarongwa Semaitikiro Azvakaita
  • Kusvika Panotanga Ushumiri hwaJesu
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Nazareta—Musha Womuporofita
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Fundo Nhamba 3—Kuyera Zviitiko Mukufamba Kwenguva
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • A7-B Upenyu hwaJesu Panyika—Kutanga Kweushumiri hwaJesu
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
A7-A Upenyu hwaJesu Panyika—Kusvika Panotanga Ushumiri hwaJesu

A7-A

Upenyu hwaJesu Panyika—Kusvika Panotanga Ushumiri hwaJesu

Rakaprindwa

Zviitiko Zvemumabhuku Mana eEvhangeri Zvakarongwa Semaitikiro Azvakaita

Mashoko anotevera anoenderana nemamepu ari parutivi pacho anoratidza nzendo dzaJesu dzaaifamba achiparidza. Tuzviratidzo turi pamamepu acho haturatidzi nzira chaidzo dzaakashandisa asi tunoratidza mafambiro aaiita. Chiratidzo ichi chakanzi “c.” chinoreva kuti zviri kutaurwa ipapo zvinofungidzirwa kuti zvakaitika panenge panguva iyoyo.

Kusvika Panotanga Ushumiri hwaJesu

NGUVA

NZVIMBO

ZVAKAITIKA

MATEU

MAKO

RUKA

JOHANI

3 B.C.E.

Jerusarema, temberi

Ngirozi Gabrieri inoudza Zekariya nezvekuberekwa kwaJohani Mubhabhatidzi

   

1:5-25

 

c. 2 B.C.E.

Nazareta; Judhiya

Ngirozi Gabrieri inoudza Mariya nezvekuberekwa kwaJesu; Mariya anoshanyira hama yake Erizabheti

   

1:26-56

 

2 B.C.E.

Nharaunda yeJudhiya ine makomo

Johani Mubhabhatidzi anoberekwa uye anopiwa zita; Zekariya anoprofita; Johani achava murenje

   

1:57-80

 

2 B.C.E., c. Oct. 1

Bhetrehema

Jesu anoberekwa; “Shoko rakava nyama”

1:1-25

 

2:1-7

1:14

Pedyo neBhetrehema; Bhetrehema

Ngirozi inozivisa vafudzi mashoko akanaka; ngirozi dzinorumbidza Mwari; vafudzi vanoshanyira mucheche

   

2:8-20

 

Bhetrehema; Jerusarema

Jesu anochecheudzwa (pazuva rechi8); anoendwa naye kutemberi nevabereki vake (pashure pemazuva 40)

   

2:21-38

 

1 B.C.E. kana kuti 1 C.E.

Jerusarema; Bhetrehema; Ijipiti; Nazareta

Vazivi venyeredzi vanoshanya; mhuri inotizira kuIjipiti; Herodhi anouraya vana vakomana; mhuri inodzoka kubva kuIjipiti yonogara kuNazareta

2:1-23

 

2:39, 40

 

12 C.E., Paseka

Jerusarema

Jesu ane makore 12 anobvunza mibvunzo vadzidzisi patemberi

   

2:41-50

 
 

Nazareta

Anodzokera kuNazareta; anoramba achizviisa pasi pevabereki; anodzidza kuveza; Mariya anova nevamwe vanakomana 4 nevanasikana (Mt 13:55, 56; Mk 6:3)

   

2:51, 52

 

29, mwaka wemasutso

Renje, Rwizi rwaJodhani

Johani Mubhabhatidzi anotanga ushumiri hwake

3:1-12

1:1-8

3:1-18

1:6-8

Mepu inoratidza nzvimbo dzakafambwa naJesu: Bheterema, Nazareta, Jerusarema

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe