RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwfq nyaya 4
  • Munofunga kuti ndimi chete muchaponeswa here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Munofunga kuti ndimi chete muchaponeswa here?
  • Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Zvapupu zvaJehovha Zvinotenda Kuti Ndizvo Chete Here Zvichaponeswa?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Chatinofanira Kuita Kuti Tiponeswe
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
  • Chii Chinonzi Ruponeso?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Kuponeswa—Zvakunoreva Chaizvoizvo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
ijwfq nyaya 4
Vanhu vemarudzi akasiyana-siyana vari kunyengetera

Zvapupu zvaJehovha zvinofunga kuti ndizvo chete zvichaponeswa here?

Kwete. Mamiriyoni akawanda evanhu vakararama mazana emakore akapfuura uye vakanga vasiri Zvapupu zvaJehovha vachava nemukana wokuponeswa. Bhaibheri rinotsanangura kuti munyika itsva yakavimbiswa naMwari, “kuchava nokumuka kwevakarurama nevasina kururama.” (Mabasa 24:​15) Uyezve vakawanda vari kurarama mazuva ano vanogona kutanga kushumira Mwari, uye naivowo vachaponeswa. Zvisinei, harisi basa redu kutonga kuti nhingi ari kuzoponeswa uye nhingi haasi kuzoponeswa. Ibasa raJesu.​—Johani 5:​22, 27.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe