Benjamin Boothroyd—Nyanzvi yeBhaibheri Yakazvidzidzisa Yega
Kunyange zvazvo akanga asina kupfuma uye akanga asina mukurumbira, murume uyu akazvidzidzisa chiHebheru, akadzidza Magwaro uye akabudisa shanduro yechirungu ine zita raMwari
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.