RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwcl nyaya 26
  • Vakawana ‘Parera Rinokosha Kwazvo’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vakawana ‘Parera Rinokosha Kwazvo’
  • Bhaibheri Rinochinja Upenyu
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Kuwana Parera Rimwe Rinokosha Kwazvo’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Kutsvaka ‘Parera Rinokosha Kwazvo’ Nhasi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Isa Mwoyo Wako Papfuma Yekunamata
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Mifananidzo yeUmambo
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
Ona Zvimwe
Bhaibheri Rinochinja Upenyu
ijwcl nyaya 26

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Vakawana ‘Parera Rinokosha Kwazvo’

Jesu akadzidzisa kuti Umambo hwaMwari ndihwo huchagadzirisa matambudziko ese ane vanhu. (Mateu 6:10) Pana Mateu 13:44-46, akataura mifananidzo miviri inotevera achida kuratidza kukosha kweUmambo hwaMwari:

Mapikicha: Varume vaviri vemumufananidzo waJesu. 1. Murume ari kuchera musango uye ari kushamiswa nezvaawana. 2. Mumwe murume akabata parera uye ari kunyemwerera.
  • Murume anenge ari musango obva asanganidzana nepfuma yakavanzwa.

  • Murume aifamba achitengesa achitsvaga maparera akanaka achibva awana parera rimwe chete raikosha kwazvo.

Vese vari vaviri vakafara vachibva vatengesa zvese zvavakanga vainazvo kuitira kuti vatenge chinhu chinokosha chavakanga vawana. Varume ava vanomiririra vanhu vanokoshesa chaizvo Umambo zvekuti vanoita zvese zvavanogona kuti vawane makomborero achaunzwa neUmambo hwaMwari. (Ruka 18:29, 30) Muvhidhiyo iyi, tarisa uone vanhu vaviri vakaita zvakafanana nezvakaitwa nevarume vakataurwa mumufananidzo waJesu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe