RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb16 p. 168-p. 169 ndim. 2
  • Jehovha Akatikomborera Kupfuura Zvataifunga!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Akatikomborera Kupfuura Zvataifunga!
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Mashoko Akafanana
  • Unorangarira Sei Horo Yenyu yoUmambo?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
  • Kuvaka Dzimba dzoUmambo—Chimwe Chezvinhu Zvinokosha Zvebasa Dzvene
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Kuvaka Pamwe Chete Pamwero Wenyika Yose
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
  • Nzvimbo Dzekunamatira
    Takarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha
Ona Zvimwe
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
yb16 p. 168-p. 169 ndim. 2

INDONESIA

Jehovha Akatikomborera Kupfuura Zvataifunga!

Angeragō Hia

  • AKABEREKWA MUNA 1957

  • AKABHABHATIDZWA MUNA 1997

  • NHOROONDO YOUPENYU Akadzokera mumusha waaimbogara uri kure nemaguta, uri pachitsuwa cheNias Island uye akabatsira kuti Imba yoUmambo ivakwe.

Angeragō Hia

MUNA 2013, ungano yedu diki iri muTugala Oyo yakagamuchira mashoko anofadza zvikuru ekuti takanga tava kuzovakirwa Imba yoUmambo! Vakuru vakuru vemunharaunda vakabvumirana nazvo, uye vanhu 60 vemunharaunda yedu vakasaina vachibvumirana nechikumbiro chedu chekuvaka Imba yoUmambo. Mumwe murume akatotiudza kuti, “Chero mukada masiginicha evanhu 200, munoawana.”

Hama mbiri dzine unyanzvi pabasa rekuvaka Dzimba dzoUmambo dzakauya kuzotungamirira pakuvaka imba yedu yoUmambo, iyo yakapera muna November 2014. Hatina kumbobvira tafungidzira kuti ungano yedu yaizombovawo nenzvimbo yekunamatira yakanaka kudaro. Chokwadi, Jehovha akatikomborera kupfuura zvataifunga!

Angeragō Hia aine vamwe vakazvipira pabasa rekuvaka Dzimba dzoUmambo muTugala Oyo, kuNias Island
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe