RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb14 pp. 2-3
  • Rugwaro Rwegore Rwa2014

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rugwaro Rwegore Rwa2014
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2014
  • Mashoko Akafanana
  • Umambo hwaMwari Mwoyo Wako Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Wakabatsirwa Sei Nemakore 100 Okutonga kwoUmambo?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Zvinoitika Ushumiri hwaJesu Husati Hwatanga
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
  • Umambo Hwamwari Hunotonga
    Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi
Ona Zvimwe
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2014
yb14 pp. 2-3
Mufananidzo unozadza peji yose uri pamapeji 2, 3

Rugwaro Rwegore rwa2014

“Umambo Hwenyu Ngahuuye.”​—Mateu 6:10

Makore anenge zana apfuura, Jehovha akagadza Jesu saMambo mumatenga. Kubvira ipapo, vashumiri vaMwari vave vachishingaira kuzivisa zvikomborero zvichaunzwa noUmambo hwaKristu. Pafunge! Jesu saMambo ane rudo paanenge ava kutonga, nyika ichava paradhiso, yakazara nevanhu vanodanana zvechokwadi. Pachange pasina kuparwa kwemhosva, kurwisana, kurwara, kutambura uye kufa.

Pasina nguva, zvikomborero izvozvo zvichavapo. Umambo hwaMwari ndehwechokwadi, uye huchauya hwozadzisa zvinangwa zvose zvaJehovha. Nyengeterera kuti Umambo hwacho huuye, udza vamwe nezvahwo, uye koshesa tariro yezvose zvahuchakuitira.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe